Kwaunobva/Duramazwi/C/chidumbuzeya
Duramazwi · zita
Uyu munhu mupfupi ane dumbu guru.
Nhumbi dzechidumbuzeya hadzipfekwi nevakawanda.
Duramazwi
ChiDutch
dutch
chidya
Chidya inhengo yegumbo kubvira pabvi kusvikira pachiuno.
chidyahumba
Chidyahumba ibundo rinowanikwa nguva yezhizha risingakasiri kufa.
Swipe for the next word