KwaunobvaDuramazwiCchidzva

Duramazwi · zita

chidzva

thigh

Zvinoreva

Nhengo yeruzivo rwekunze.

1

Nhengo yeruzivo rwekunze.

Midzira mitsetse inowanzoonekwa pamakumbo evanhukadzi inodzika kubva panoperera chidzva kusvika patsapfu.

Akakuvara pachidzva paakadonha pabhasikoro.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chidzviki

Kana munhu achiita chidzviki pakutonga mhosva anenge achitsigira rimwe divi uye achidzvanyirira rimwe.

Verenga

Swipe for the next word