Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu anonyepera kuva zvaasiri, kazhinji achida kuzviita munhu akanaka asi iye achiita mabasa akaipa.
1
Uyu munhu anonyepera kuva zvaasiri, kazhinji achida kuzviita munhu akanaka asi iye achiita mabasa akaipa.
Chidyamatoo akadzipwa neganda remhuru.
2
*Imbwa nyoro ndidzo tsengi dzematoo*.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chidyaro
Chidyaro mutambo wekufembera ruoko rwakafumbata chinhu.
VerengaSwipe for the next word