KwaunobvaDuramazwiNngondo

Duramazwi · zita

ngondo

n'ondo

Zvinoreva

Ngondo dzimbo dzehondo dzepasichigare dzaiimbwa nevarwi vava kupinda muhondo.

Kuti ngondo kudonha kana kukoromoka kwechinhu chakakura chichienda kumawere, kana kuti chichibva pakakwirira.

1

Kuti ngondo ngondo kukoromoka kwezvinhu zvinorema zvanga zvakaturikidzana, kana kuti zvanga zvakavakwa zviri pamwe chete.

2

3

Ngondongondo - Kudonha pasi zvine simba rakawanda ii.

Zimuti rakati ngondongondo kudonha pasi xi.

Zvine chekuita

n'ondo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngondo ngondo

Kuti ngondo ngondo kukoromoka kwezvinhu zvinorema zvanga zvakaturikidzana, kana kuti zvanga zvakavakwa zviri pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word