KwaunobvaDuramazwiNngondo ngondo

Duramazwi

ngondo ngondo

Zvinoreva

Kuti ngondo ngondo kukoromoka kwezvinhu zvinorema zvanga zvakaturikidzana, kana kuti zvanga zvakavakwa zviri pamwe chete.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngondoma

Kana muti ukangondoma unenge wawa zvishoma zvishoma, asi paunozosvika pasi unorovera zvine simba.

Verenga

Swipe for the next word