Duramazwi
Zvinoreva
Kana muti ukangondoma unenge wawa zvishoma zvishoma, asi paunozosvika pasi unorovera zvine simba.
1

Kana mashanga akaoma akangondoma anenge abvira ese, pachisara pasisina kana kai.

2

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngondomesa
Kungondomesa kupisa muti, huni kana chese chingapfuta, kusara zvava dota.
VerengaSwipe for the next word