Duramazwi01 / 03ngondi ngondiKuti ngondi ngondi kufamba zvishoma zvishoma, musana wakakombamiswa.Verenga→
Duramazwi02 / 03ngondikaKungondika kufamba zvishoma zvishoma kwemunhu murefu, akakombamisa musana.Verenga→
Duramazwi03 / 03ngondoNgondo dzimbo dzehondo dzepasichigare dzaiimbwa nevarwi vava kupinda muhondo.Verenga→