Duramazwi · zita
ngomwa
han'a
Duramazwi · zita
Munhu asingabereki.
Munhu asingabereki.
Ngomwa munhurume asingakwanisi kuitisa mukadzi mimba.
Ngomwa munhu wese asingakwanisi kuita mwana.
Ngomwa munhu wese asingakwanisi kuita mwana.
Ngomwa munhurume asingakwanisi kuitisa mukadzi mimba.
han'a
Duramazwi
01 / 03ngonda
Ngonda chirwere chemapapu chinobata mombe.
VerengaSwipe for the next word