Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngavi imombe hono inenge yakachekwa kuitira kuti igo-shandiswa pakurima, iyo isisakwanisi kuberekesa hadzi.
Ngavi ishiri hombe nhema, inobhururuka ichienda mudenga denga, inovaka dendere rayo ichishandisa tutsotso nokuripoteredza

Kana kuchinge kwafa munhurume kunouraiwa mombe nzombe, kana ngavi asi kukafawo mukadzi kunouraiwa mhou.
Bhandomu izita rinowanzopuwa mombe dhonza kana kuti ngavi.
Iri izita rinowanzopuwa mombe dhonza kana kuti ngavi.

Zvakafanana
dhonza · gwaimani
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngavira
nezvinhu zvakaita semadhaka kana mamvemve.
VerengaSwipe for the next word