KwaunobvaDuramazwiNngava

Duramazwi · zita

ngava

Zvinoreva

Mungava.

1

Mungava.

Dai wakanga usina kuramba nokudadira Miriro waZizi waizopfukirwa here naZizi akafira mubako kuChipinge achitsvaka kurwa ngava.

Dai wakanga usina kuramba nokudadira Miriro waZizi waizopfukirwa here naZizi akafira mubako kuChipinge achitsvaka kurwa ngava rake newe?

Ingava mhando ipiko yechokudya yaungashaya pano?

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngavi

Ngavi imombe hono inenge yakachekwa kuitira kuti igo-shandiswa pakurima, iyo isisakwanisi kuberekesa hadzi.

Verenga

Swipe for the next word