Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jeyi inzvanyira inowanikwa pakati pai-i nakeyi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.
1
Jeyi inzvanyira inowanikwa pakati pai-i nakeyi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.
Jeyi inzvanyira inowanikwa pakati pai-i nakeyi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.
Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi jeyi inowanikwa pakati pai-i nakeyi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Iyi inzvanyira inowanikwa pakati pajeyi naemu mumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jeza
Jeza ivisi diki rinenge risati raibva.
VerengaSwipe for the next word