KwaunobvaDuramazwiJji

Duramazwi

ji

Zvinoreva

Kana vanhu vakamira vakati ji vanenge vakatarisa vose kune chimwe chiitiko.

1

Kana vanhu vakamira vakati ji vanenge vakatarisa vose kune chimwe chiitiko.

Vanhu pavakazoti ringisei vakaona meso aVaMajika ati ji mudenga, kunoti batebate wanei changova chando.

Kana vanhu vakamira vakati ji vanenge vakatarisa vose kune chimwe chiitiko.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jibidika

Kana munhu achijibidika anenge achishanda zvikuru, achiratidza kuti azere simba rakawanda.

Verenga

Swipe for the next word