Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achijibidika anenge achishanda zvikuru, achiratidza kuti azere simba rakawanda.
1

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jicha
Kujicha kuva nebasa rakawanda kwazvo, rinoita kuti munhu agare amire, achingoshanda.
VerengaSwipe for the next word