Duramazwi · zita
Jesu
jesus
Duramazwi · zita
jesus
Jesu ndiye anotenderwa nemaKristu kuti mwanakomana waMwari akauya panyika, akaroverwa pamuchinjikwa akafa, ndokumuka kuti vanomutevera vagoraramawo.
Jesu ndiye anotenderwa nemaKristu kuti mwanakomana waMwari akauya panyika, akaroverwa pamuchinjikwa akafa, ndokumuka kuti vanomutevera vagoraramawo.
Jesu akaroverwa pamuchinjiko nemaJudha.
Kana munhu achinzi aona chiedza pachiKristu anenge atambira Jesu semuponesi wake.
Iri izwi raishandiswa nguva dzakararama Jesu, kureva munhu wese anenge achidzidzisa vamwe.
Duramazwi
01 / 03jete
Jete ijuru riri pakati nepakati, rine musoro wakada kuita shoshora, uye rinoita basa rekugura uswa hunodyiwa nemamwe ose.
VerengaSwipe for the next word