Duramazwi · zita
jeti
jet
Duramazwi · zita
jet
Jeti rudzi rwechinyaride chakakura chaizvo.
Jeti izita remadunhurirwa rinopihwa munhukadzi asingateereri murume wake kana vabereki vake.
Jeti rudzi rwendege inomhanya chaizvo inoshandiswa kutakura vanhu kana zvinhu, uye munguva yehondo pakukanda mabhombu.

Duramazwi
01 / 03jeyi
Jeyi inzvanyira inowanikwa pakati pai-i nakeyi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.
VerengaSwipe for the next word