Kwaunobva/Duramazwi/D/doritori
Duramazwi · zita
Doritori munhu anofarira kuita nharo pose pose.
Duramazwi
doro
alcohol
dorongodza
Kudorongodza kutsanangura zvakadzama uye zvine hurongwa.
dorongosha
Kudorongosha kutaurisa zvisina mwero, munhu asingazorori.
Swipe for the next word