Duramazwi
Zvinoreva
Kudorongodza kutsanangura zvakadzama uye zvine hurongwa.
1
Kudorongodza kutsanangura zvakadzama uye zvine hurongwa.
Hakuchina harahwa dzinokwanisa kudorongodza nhoroondo yokubva kwavanhu kuGuruuswa.
Nokudaro chinhu chakakosha kudorongodza chose chiripo pamufananidzo kana kududzira girafu kana katuni.
Zvokuita Tinovimba wanzwisisa zvinoreva misambo uye wave kukwanisa kudorongodza musambo umwe noumwe kubva mune sezvawadzidza.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dorongosha
Kudorongosha kutaurisa zvisina mwero, munhu asingazorori.
VerengaSwipe for the next word