Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dori dori kumhanya kunoita munhu nenhanho pfupi.
1

Kuti dori dori kutomuka kunoita matacha kana zvitota zvisingagoni kubhururuka.

2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dorika
Kudorika kufamba kokukwakuka-kwakuka sezvinoita zvitota zvisina mapapiro.
VerengaSwipe for the next word