Duramazwi
dorika
-daduka
Duramazwi
Kudorika kufamba kokukwakuka-kwakuka sezvinoita zvitota zvisina mapapiro.

Kana zvimvari zvemoto zvichidorika zvinenge zvichitomuka kubva pahuni zvichindomhara kure.
Kana zvimvari zvemoto zvichidorika zvinenge zvichitomuka kubva pahuni zvichindomhara kure.
-daduka
Duramazwi
01 / 03doriro
Doriro chidikwadikuwa chakazvimbirira pahuro yemuhurume.
VerengaSwipe for the next word