KwaunobvaDuramazwiCchirauro

Zvinoreva

Chirauro iwaya inoshandiswa kubata hove, yakao-marara yakakombamiswa, iine muromo wakatesvera panobairwa kudya kuti hove dzigomedza dzichibva dzabatwa.

1

Chirauro iwaya inoshandiswa kubata hove, yakao-marara yakakombamiswa, iine muromo wakatesvera panobairwa kudya kuti hove dzigomedza dzichibva dzabatwa.

Kuradzira kusiya chirauro chiri mumvura kusvikira chazobata hove.

Kuvedza kubata hove murwizi uchishandisa chirauro.

Kana hove dzichinzi dziri kudyira dzinenge dziriko dzakafaranuka, dzichirwidzana kudya chirauro uye dzichibatika.

Zvakafanana

chiredzo · mbedzo

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word