KwaunobvaDuramazwiCchirebvu

Duramazwi

chirebvu

chin

Zvinoreva

Chirebvu chiri pazasi pemuromo uye ndipo panomera ndebvu kuvarume.

1

Chirebvu chiri pazasi pemuromo uye ndipo panomera ndebvu kuvarume.

Chirebvu chiri pazasi pemuromo uye ndipo panomera ndebvu kuvarume.

Muhumbu igomba rinoita nechepazasi pe chirebvu.

Kana munhu achinzi akanga aruma chirebvu zvinoreva kuti akanga ashinga zvachose, asisadzokeri shure pane zvaaiita.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiredhi

Chiredhi chifendefa chitema chainyorerwa kare navadzidzi mabhuku achiri mashoma muzvikoro.

Verenga

Swipe for the next word