KwaunobvaDuramazwiCchiratidzi

Duramazwi · zita

chiratidzi

chiratidzazitachinongedzazita

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kutaridza urefu hwenzvimbo kana nguva inenge ine chinhu chiri kutaurwa nezvacho kubva pamutauri.

1

Iri izwi rinoshandiswa kutaridza urefu hwenzvimbo kana nguva inenge ine chinhu chiri kutaurwa nezvacho kubva pamutauri.

Chiratidzi izwi rinoshandiswa pakuratidza kana kunongedzera pane chinhu.

Muchikwata chino tave kuda kuti unzwisise kuti chiratidzi chii?

Chiratidzi Chitsigisi + Chiratidzamupanda i- + -zvi vi.

Zvakafanana

chiratidzazita · chinongedzazita

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word