Duramazwi
chirevanguva
Zvinoreva
Ichi ndechimwe chemhando yezvidudzirachiito chinotaridza kuti chiitiko chiri kutaurwa nezvacho chakaitwa riini?
1
Ichi ndechimwe chemhando yezvidudzirachiito chinotaridza kuti chiitiko chiri kutaurwa nezvacho chakaitwa riini?
Ichi chiratidzanguva chinomirira zvinogaroitika. Ndinogeza mazino mazuva ose.
Ichi chiratidzanguva chinoratidza kuti zvimwe zvinhu zvakaitika zvimwe zvichiri kuitikawo.
Ichi chiratidzanguva chinotaura nezvenguva ichauya.
Zvakafanana
chirevanguva
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiratidzi
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza urefu hwenzvimbo kana nguva inenge ine chinhu chiri kutaurwa nezvacho kubva pamutauri.
VerengaSwipe for the next word