Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza kuti chinhu kana chiitiko chiri kutaurwa nezvacho chiri kure nomutauri.
1
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza kuti chinhu kana chiitiko chiri kutaurwa nezvacho chiri kure nomutauri.
Ichi chiratidzakure chokutsinhira panzvimbo pacho panenge pari kurehwa.
Vaya chiratidzakure chinoketa, chichireva kuti vanhu vanenge vachitaurwa nezvavo vanenge vachizivikanwa asi panguva iyoyo vasipo.
Paya izwi rinoshandiswa sechiratidzakure chinotaura nezvenzvimbo kana nguva inenge iri kutaurwa nezvayo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiratidzamuiti
Inhengo yerubatsiro kune vari kuita basa.
VerengaSwipe for the next word