KwaunobvaDuramazwiCchigodhi

Duramazwi · zita

chigodhi

Zvinoreva

Chigodhi ihomwe diki kana kuti gaba rinoiswa upfu hwokubikisa sadza.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigodo

Chigodo ndezvakamandana kuita chitombo chakaomarara.

Verenga

Swipe for the next word