Duramazwi
Zvinoreva
Chigodo ndezvakamandana kuita chitombo chakaomarara.
1
Chigodo ndezvakamandana kuita chitombo chakaomarara.
Kunyakatidza kunyungudutsa sezvakaita chigodo chemunyu chakaurumbana.
Kana munyu waurumbana unenge wabatana kuita chigodo chimwe chete.
Sipo chigodo chinowachiswa kana kugezeswa, chinopupuma, chinozorwa chokwizwa kuti tsvina inyatsopera.
2
Chigodo chidimbu chesipo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chigogo
Chigogo chishongo chekupfeka mumusoro chinogadzirwa nedehwe remhuka.
VerengaSwipe for the next word