KwaunobvaDuramazwiCchigogodza

Duramazwi · zita

chigogodza

Zvinoreva

Hohodza.

1

Hohodza.

Ndakangofunga kuti maybe aive anzwa mama vachigogodza pahwindo achibva afunga zvekuhwanda kuti vasamuone.

Akaramba ongosheedzera aripahwindo ipapo achigogodza ndikamuignowa ini kusvika ndazongonzwawo anyarara ndichibva ndaziva kuti aive aenda.

Kana munhu achigogodza-gogodza gonhi anenge achidzokorora kurirova nekuseri kweminwe yake.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigogogo

Chigogogo rudzi rwekasvosve kadiki kakatsvukuruka kanofamba kakamisa muswe mudenga, uye kanowanzowanikwa pamatanda akaoma.

Verenga

Swipe for the next word