KwaunobvaDuramazwiCchigiya

Duramazwi · zita

chigiya

Zvinoreva

Chigiya ishasha yokutamba shangara.

1

Chigiya ishasha yokutamba shangara.

Chigwenjere matambiro okuti munhu anenge achigiya pasi nechitsitsinho.

Kana munhu achigiya anenge achitsika pasi zvine simba achidzana. Vanotamba mbakumba vanoita pasi pokugiya.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chigiyo

Chigiyo mamwe matambirwo emhanzi okudzana makumbo pasi.

Verenga

Swipe for the next word