Kwaunobva/Duramazwi/C/ChiGiriki
Duramazwi
Greek
chigiya
Chigiya ishasha yokutamba shangara.
chigiyo
Chigiyo mamwe matambirwo emhanzi okudzana makumbo pasi.
chigochero
Chigochero ndepanogocherwa zvekudya zvakaita senyama kana chibage.
Swipe for the next word