Duramazwi · zita
asidhi
acid
Duramazwi · zita
acid
Asidhi zvinhu, kazhinji zvimvura zvinogadzirwa nemishonga yakasiyana, zvinoshandiswa mumarebhu esainzi kana mumafekitari uye zvinogona kugadzirawo zvimunyu zvakasiyana siyana kana zvasangana nemimwe mishonga. Mamwe maasidhi anogona kupisa kana kudya zvinhu zvaanenge agumhana nazvo.

Uturu ukasha hunoitwa nezvinhu zvakaita semuto wemimwe miti, ine asidhi mukati.
Kurwadziwa muchifuva nekuda kweasidhi (heartburn).
Duramazwi
01 / 03asikana
Vanhu vechikadzi vasati vakura (girls/ladies).
VerengaSwipe for the next word