Duramazwi · zita
asima
asthma
Duramazwi · zita
asthma
Asima chirwere chinoita kuti munhu atadze kufema zvakanaka, achiita seanozarirwa.
Asima chirwere chinoita kuti munhu atadze kufema zvakanaka, achiita seanozarirwa.
Asima chirwere chinoita kuti munhu atadze kufema zvakanaka, achiita seanozarirwa.
Kuti takarasima kumira panzvimbo imwe munhu asingambozungunuki zvachose.
Kuti takarasima kuramba uchingoita basa kana zvimwewo kwenguva yakareba, uchiita sokunge hauchadi kuregera.
Duramazwi
01 / 03asina kubudirira
unsuccessful
VerengaSwipe for the next word