Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ichi chicherwa chinowaranyurwa semafaibha asingabatiri moto, anogona kugadziriswa zvinhu zvakaita semarata ekupfururisa dzimba.
1
Ichi chicherwa chinowaranyurwa semafaibha asingabatiri moto, anogona kugadziriswa zvinhu zvakaita semarata ekupfururisa dzimba.
Aya marata okupfuririsa dzimba anenge akagadzirwa nechicherwa cheasibhesitosi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane A
ADuramazwi
01 / 03asidhi
acid
VerengaSwipe for the next word