KwaunobvaDuramazwiRrutswanzwiti

Duramazwi · zita

rutswanzwiti

Zvinoreva

Rutswanzwiti kakwenzi kanowanzowanikwa munzvimbo dzine bundo rakawanda, kane matavi akaomarara uye anokura achikwira mudenga.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rutumo

Rutumo tsika yokukumbira vamwe nguva nenguva kuti vakuitire zvaunoda iwe wakangogara.

Verenga

Swipe for the next word