KwaunobvaDuramazwiRrutsva

Duramazwi · zita

rutsva

Zvinoreva

Rutsva inzvimbo yapiswa uswa.

1

Rutsva inzvimbo yapiswa uswa.

Kuti vadzokere vanonhonga zvainge zvisichaite nekuti vaizobatwa, sezvo vakuru vakati tsuro haipone rutsva ruviri.

Tsuro haipunyuki rutsva kaviri.

Rutsva runovira nokuona rumwe.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rutsvitsvi

Rutsvitsvi kuungana kungaita zvinhu panhu pamwe, zvakabatana. Munda une rutsvitsvi rwebundo unonetsa kusakura.

Verenga

Swipe for the next word