Duramazwi · zita
rutwe
nzitwe
Duramazwi · zita
Kana hari iine rutwe inenge yakatsemuka ichiita kamutsetse kanoita kuti kana ukadira mvura mairi inobuda.
Kutsamwa kwakasimba.

Duramazwi
01 / 03ruundo
Ruundo munda unenge uchirimwa kokutanga.
VerengaSwipe for the next word