KwaunobvaDuramazwiNngwinya

Duramazwi

ngwinya

Zvinoreva

Kungwinya kuita ruzha kwenguva yakareba, kunoitwa nendege kana motokari iri kumhanya zvikuru.

Kana tsono yangwinya inenge yatadza kupinda pajira.

1

Kungwinya kurira kunoita nzeve kwenguva yakareba.

2

3

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngwinyu

Kuti ngwinyu kugura chinhu chipfupi uye chakaomarara, nepakati.

Verenga

Swipe for the next word