KwaunobvaDuramazwiNngwichingwi

Zvinoreva

Uku kusimba chaizvo uye kushingaira pamusoro pekuda kukunda pazvimwe zvinhu.

1

Kana munhu achinzi ingwichingwi pabasa kana pakurwa, anenge achizvigona chaizvo uye achizviita nechisimba.

2

Zvakafanana

chibhebhenenga

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word