Duramazwi01 / 03ngwingwidzaKungwingwidza kurira kunoita bhera remotokari, kana ichiridzwa nemunhu anenge aneta nokumirira.Verenga→
Duramazwi02 / 03ngwinyaKungwinya kuita ruzha kwenguva yakareba, kunoitwa nendege kana motokari iri kumhanya zvikuru.Verenga→