KwaunobvaDuramazwiNndyaringo

Duramazwi · zita

ndyaringo

irony

Zvinoreva

Ndyaringo inyaya kana mashoko anotaurwa, anosekesa vanhu.

1

Fan biribido 5.

Ndyaringo rudzi rwenhetembo dzinosekesa, asi dziine dzidziso mukati.

Ndyaringo inyaya kana mashoko anotaurwa, anosekesa vanhu.

2

Ndyaringo rudzi rwenhetembo dzinosekesa, asi dziine dzidziso mukati.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndyire

Ndyire munhu asingavimbiki, anoita zvekutorera vanhu zvinhu zvavo nenzira dzekuvanyengedzera.

Verenga

Swipe for the next word