KwaunobvaDuramazwiNndyararidza

Duramazwi

ndyararidza

Zvinoreva

Kana uchindyararidza vanhu unenge uchivaitisa mudungwe kana kuti raini.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndyari

Ndyari munhu anoita basa rekunyengedzera vanhu, achishandisa ungwaru hwake.

Verenga

Swipe for the next word