Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndyo makaro anoita kuti munhu ade kudya achikasika, kuti iye adye zvakati wandei kupfuura vamwe.
1

Goroo-ndyo idanda rinenge rakangozvirarira, risina charingashandiswa.
Ndyo makaro anoita kuti munhu ade kudya achikasika, kuti iye adye zvakati wandei kupfuura vamwe.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndyoro
Ndyoro zvishongo zvinogadzirwa nezvicherwa zvine ruvara rweshora.
VerengaSwipe for the next word