KwaunobvaDuramazwiMmwero

Zvinoreva

Mwero uwandu hwakaenzerana, husina kuwandisa kana kushomekesa.

1

Mwero uwandu hwakaenzerana, husina kuwandisa kana kushomekesa.

Manwiro ake doro haana mwero.

Pfungwa dzikasarongwa zvakanaka unogona kunyora zvisina mwero kana madirativhange chaiwo.

Tsuro akamhanyawo asi aitevedza nzira nenzira, achimhanya achiita zvine mwero.

2

Kana munhu achiita zvinhu zvine mwero, anenge achiita nemaitiro anotarisirwa, ane unhu.

Zvakafanana

mupimo · chipimo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwesa

Kumwesa kukonzera kuti chinhu changa chakazvisimbira chibvaruke.

Verenga

Swipe for the next word