Duramazwi · zita
machena
marble
Duramazwi · zita
marble
Machena imhashu ine mapapiro emukati akacheneruka.
kanu. Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achitaura nemumwe kutaridza kuti anenge achiwirirana nezvinenge zvichitaurwa.

Aiva namazino akaenzana, machena, akati chechetere zvichibva zvangonakira mukanwa make.
Handingakusiye pano ungafe masikati machena.
Akanga akati yacha zvake mari pamusika achibva aibirwa masikati machena.
kanu. Iri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achitaura nemumwe kutaridza kuti anenge achiwirirana nezvinenge zvichitaurwa.
Machena mazwi ose awataura, sahwira.
Handingakusiye pano ungafe masikati machena.
Akanga akati yacha zvake mari pamusika achibva aibirwa masikati machena.
Duramazwi
01 / 03macheto
Macheto echinhu ndepachinogumira kana kuperera.
VerengaSwipe for the next word