KwaunobvaDuramazwiKkwaba [kwapa]

Duramazwi

kwaba [kwapa]

Zvinoreva

Kuti kwaba kurira kamwe chete kunoita zvipfeko zviri kurovera pamuviri.

1

Kuti kwaba kurira kamwe chete kunoita zvipfeko zviri kurovera pamuviri.

2

Kuti kwaba kuwira pasi senzira yokuda kukasika kuhwanda njodzi.

Parakavhungwa netsvimbo gwari rakabva rati kwaba pasi.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwabada kwabada

Kuti kwabada kwabada kufamba muviri wako wakaregedzeka.

Verenga

Swipe for the next word