Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiratidzamuiti chemipanda 15 ne17 chinoratidza kuitika kwezvinhu.
Ichi chivakashure chemipanda 15 ne17.
1
Ichi chiratidzamuiti chemipanda 15 ne17 chinoratidza kuitika kwezvinhu.
Kumusha kwakaroo-ra mukoma kunonetsa kusvika.
Kutaura kwaanoita kunondibhowa zve-kuti bhe.
Amai Mhofu vaiva vekuright kwa Mai Takue.
2
Ichi chivakashure chemipanda 15 ne17.
Kumusha kwavo vanodya magakanje.
Amai Mhofu vaiva vekuright kwa Mai Takue.
Kofi chinwiwa chinopisa chinobi kwa noupfu hwemhodzi dzechirimwa chinonzizve kofi.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwa kwa kwa
Kuti kwa kwa kwa kurira kwemaoko evanhu vanenge vachiombera.
VerengaSwipe for the next word