Duramazwi
-pozvora-pudunura-guruzura
Zvinoreva
Kukuzvura kukuvadza munhu kana chimwe chinhu nenzira yokuchikwesheresa pane chimwe chinhu.
1

Kana munhu achikuzvura chibage anenge achichitokonyora achikwizira padombo.

Kubverenynra chinhu kuchipara kana kuchikuzvura zvishoma.
2
Kana munhu achikuzvura chibage anenge achichitokonyora achikwizira padombo.
Zvakafanana
-pozvora · -pudunura · -guruzura
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwa
Ichi chiratidzamuiti chemipanda 15 ne17 chinoratidza kuitika kwezvinhu.
VerengaSwipe for the next word