Kwaunobva/Duramazwi/K/kwabaira
Duramazwi
Kukwabaira kufamba kwemunhu kana mhuka ine nzara.
kwabu
Kuti kwabu kuvhura chinhu nechisimba.
kwabuka
Kukwabuka kuzaruka kwechinhu mushure mekunge chadhonzwa nesimba.
kwacha
Kuti kwacha kuwira pasi kwezvinhu zvichiita ruzha.
Swipe for the next word