Duramazwi
Zvinoreva
Kujoina kubatanidza zvinhu zviviri kana kupfuura, kuti zviite chinhu chimwe chete.
1

Muzukuru wavo akatozotiza chikoro ajoina gen'a rematsotsi kare.
Kujoina kubatanidza zvinhu zviviri kana kupfuura, kuti zviite chinhu chimwe chete.
Kana munhu ajoina sangano anenge anyoresa kuti aite nhengo yaro.
2

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03joini
joint
VerengaSwipe for the next word