Duramazwi01 / 03joinaKujoina kubatanidza zvinhu zviviri kana kupfuura, kuti zviite chinhu chimwe chete.Verenga→
Duramazwi03 / 03jojetiJojeti kajira kanonjenjemera kachionesa zviri mukati, kanoshandiswa kusona mbatya dzechidzimai.Verenga→