KwaunobvaDuramazwiGgabada gabada [gwabada gwabada]

Duramazwi

gabada gabada [gwabada gwabada]

Zvinoreva

Kuti gabada gabada kufamba uchiita ruzha semunhu ane shangu dzakakurisa.

1

Kuti gabada gabada kufamba uchiita ruzha semunhu ane shangu dzakakurisa.

Paakanayiwa nemvura aine majombo, aifamba achiti gabada gabada.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gabadidza

Kugabadidza chinwiwa kuchinwa nekukurumidza, paine karuzha mukati.

Verenga

Swipe for the next word